Mabasa aVapostori 21:13

Mabasa aVapostori 21:13 SUB

Ipapo Pauro akapindura, akati, “Munoiteiko, muchichema nokuputsa mwoyo wangu? Nokuti ini handina kuzvigadzirira kusungwa bedzi, asi kunyangwe kufira zita raIshe Jesu paJerusaremu.”