YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mako 6

1

Mako 6:31

Shona BIBLE

SUB

Akati kwavari, “Uyai imi muri moga tiende kunzvimbo yerenje, muzorore zvishoma;” nokuti kwakanga kuna vazhinji vaiuya navaienda, vakasava nenguva kunyangwe yokudya.

Sammenlign

Utforsk Mako 6:31

2

Mako 6:4

Shona BIBLE

SUB

Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.”

Sammenlign

Utforsk Mako 6:4

3

Mako 6:34

Shona BIBLE

SUB

Zvino akati achibuda muigwa, akaona vazhinji zhinji, akavanzwira tsitsi, nokuti vakanga vakafanana namakwai asina mufudzi; akatanga kuvadzidzisa zvizhinji.

Sammenlign

Utforsk Mako 6:34

4

Mako 6:5-6

Shona BIBLE

SUB

Akasagona kubata basa resimba ipapo, asi akaisa maoko ake pamusoro pavairwara vashoma, akavaporesa. Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo akapota nemisha, achidzidzisa.

Sammenlign

Utforsk Mako 6:5-6

5

Mako 6:41-43

Shona BIBLE

SUB

Zvino akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kudenga, akavonga, akamedura zvingwa, akapa vadzidzi vake, kuti vazviise pamberi pavo; nehove mbiri akadzigovera vose. Vakadya vose, vakaguta. Vakaunganidza zvimedu nezvehovewo, matengu ane gumi namaviri akazadzwa.

Sammenlign

Utforsk Mako 6:41-43

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest