YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mako 4

1

Mako 4:39-40

Shona BIBLE

SUB

Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikane!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo. Zvino akati kwavari, “Munotyireiko kudaro? Hamuna kutenda here?”

Sammenlign

Utforsk Mako 4:39-40

2

Mako 4:41

Shona BIBLE

SUB

Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyangwe negungwa zvinomuteerera?”

Sammenlign

Utforsk Mako 4:41

3

Mako 4:38

Shona BIBLE

SUB

Asi iye akanga ari mushure megwa avete pamutsago; vakamumutsa, vakati kwaari, “Mudzidzisi, hamune hanya kuti tofa here?”

Sammenlign

Utforsk Mako 4:38

4

Mako 4:24

Shona BIBLE

SUB

Zvino akati kwavari, “Chenjerai zvamunonzwa. Chiero chamunoera nacho, nemi muchaerwa nacho; mukawedzerwa.

Sammenlign

Utforsk Mako 4:24

5

Mako 4:26-27

Shona BIBLE

SUB

Zvino akati, “Ushe hwaMwari hwakafanana nomunhu anodyara mbeu muvhu, akavata, akamuka, usiku namasikati; mbeu inomera, ichikura, iye asingazivi kuti zvinoitika sei

Sammenlign

Utforsk Mako 4:26-27

6

Mako 4:23

Shona BIBLE

SUB

Kana munhu ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.”

Sammenlign

Utforsk Mako 4:23

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest