YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mateu 28

1

Mateu 28:19-20

Shona BIBLE

SUB

Endai naizvozvo, mudzidzise marudzi ose, muvabhabhatidze muzita raBaba, neroMwanakomana, neroMweya Mutsvene; muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.”

Sammenlign

Utforsk Mateu 28:19-20

2

Mateu 28:18

Shona BIBLE

SUB

Ipapo Jesu akasvika, akataura kwavari, akati, “Ndakapiwa simba rose kudenga napanyika.

Sammenlign

Utforsk Mateu 28:18

3

Mateu 28:5-6

Shona BIBLE

SUB

Zvino mutumwa akapindura, akati kuvakadzi, “Musatya imi, nokuti ndinoziva kuti munotsvaka Jesu, akanga akaroverwa pamuchinjikwa. Haapo pano, nokuti akamuka, sezvaakareva. Uyai, muone paakanga akaradzikwa.

Sammenlign

Utforsk Mateu 28:5-6

4

Mateu 28:10

Shona BIBLE

SUB

Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gareriya, vagondionako.”

Sammenlign

Utforsk Mateu 28:10

5

Mateu 28:12-15

Shona BIBLE

SUB

Vakati vaungana navakuru, vakarangana, vakapa varwi mari zhinji, vachiti, “Taurai muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba, isu tivete.’ Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamugutsa, imi murege kusundirwa mhosva.” Zvino vakatora mari, vakaita sezvavakadzidziswa, shoko iri rikaparidzirwa pakati pavaJudha, kusvikira zuva ranhasi.

Sammenlign

Utforsk Mateu 28:12-15

Gratis leseplaner og andakter relatert til Mateu 28

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest