YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mateu 27

1

Mateu 27:46

Shona BIBLE

SUB

Nenguva inenge yepfumbamwe, Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Eri, Eri, rama sabakitani?” Ndokuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?”

Sammenlign

Utforsk Mateu 27:46

2

Mateu 27:51-52

Shona BIBLE

SUB

Ipapo tarira, chidzitiro chetemberi chakabvaruka napakati, kubva kumusoro kusvikira pasi; nyika ikadengenyeka, mabwe akatsemuka; mahwiro akazaruka, zvitunha zvizhinji zvavarurami, vakanga vavete, zvakamutswa

Sammenlign

Utforsk Mateu 27:51-52

3

Mateu 27:50

Shona BIBLE

SUB

Zvino Jesu akadanidzirazve nezwi guru, ndokubva afa.

Sammenlign

Utforsk Mateu 27:50

4

Mateu 27:54

Shona BIBLE

SUB

Zvino mukuru wezana, navagariri vaJesu naye, vakati vachiona kudengenyeka kwenyika, nezvakaitwa, vakatya zvikuru, vakati, “Zvirokwazvo uyu akanga ari Mwanakomana waMwari.”

Sammenlign

Utforsk Mateu 27:54

5

Mateu 27:45

Shona BIBLE

SUB

Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose.

Sammenlign

Utforsk Mateu 27:45

6

Mateu 27:22-23

Shona BIBLE

SUB

Pirato akati kwavari, “Ndichagoiteiko naJesu, anonzi Kristu?” Vose vakati kwaari, “Ngaaroverwe pamuchinjikwa.” Iye akati, “Chakaipa chaakagoita ndecheiko?” Vakanyanyisa kudanidzira, vachiti, “Ngaaroverwe pamuchinjikwa!”

Sammenlign

Utforsk Mateu 27:22-23

Gratis leseplaner og andakter relatert til Mateu 27

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest