YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Johani 2

1

Johani 2:11

Shona BIBLE

SUB

Ichi chiratidzo chake chokutanga Jesu akaita paKana yeGareriya, akaratidza kubwinya kwake; vadzidzi vake vakatenda kwaari.

Sammenlign

Utforsk Johani 2:11

2

Johani 2:4

Shona BIBLE

SUB

Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.”

Sammenlign

Utforsk Johani 2:4

3

Johani 2:7-8

Shona BIBLE

SUB

Jesu akati kwavari, “Zadzai makate nemvura.” Ivo vakaazadza kusvikira pamiromo. Akati kwavari, “Cherai zvino muise kumukuru womuchato.” Vakandoisa.

Sammenlign

Utforsk Johani 2:7-8

4

Johani 2:19

Shona BIBLE

SUB

Jesu akapindura, akati kwavari, “Putsai temberi iyi, ini ndichaimutsazve namazuva matatu.”

Sammenlign

Utforsk Johani 2:19

5

Johani 2:15-16

Shona BIBLE

SUB

Akaruka tyava yetambo, akabudisa mutemberi makwai nemombe zvose; akaparadza mari yavaitsinhanha, nokuwisa matafura avo. Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yaBaba vangu imba yokutengesera.”

Sammenlign

Utforsk Johani 2:15-16

Gratis leseplaner og andakter relatert til Johani 2

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest