YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Genesi 4

1

Genesi 4:7

Shona BIBLE

SUB

Kana ukaita zvakanaka, haungafari here pachiso chako? Kana usingaiti zvakanaka, zvivi zvinokuhwandira pamusuwo; zvichakutsvaka, asi iwe unofanira kuzvikunda.”

Sammenlign

Utforsk Genesi 4:7

2

Genesi 4:26

Shona BIBLE

SUB

NaSeti wakaberekerwa mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Nenguva iyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha.

Sammenlign

Utforsk Genesi 4:26

3

Genesi 4:9

Shona BIBLE

SUB

Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Ari kupiko Abhero, munun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womunun'una wangu here?”

Sammenlign

Utforsk Genesi 4:9

4

Genesi 4:10

Shona BIBLE

SUB

Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romunun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika.

Sammenlign

Utforsk Genesi 4:10

5

Genesi 4:15

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akati kwaari, “Naizvozvo ani naani anouraya Kaini achatsiviwa kanomwe.” Jehovha ndokuisira Kaini chiratidzo, kuti munhu anozomuwana arege kumuuraya.

Sammenlign

Utforsk Genesi 4:15

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest