1
Zefaniya 1:18
Shona BIBLE
SUB
“Sirivha yavo kunyangwe ndarama yavo hazvingagoni kuvarwira nezuva rokutsamwa kwaJehovha; asi nyika yose ichapedzwa nomoto wegodo rake; nokuti achapedza, zvirokwazvo achapedza zvinotyisa, vose vagere panyika.
Харьцуулах
Zefaniya 1:18 г судлах
2
Zefaniya 1:14
“Zuva guru raJehovha rava pedyo, rava pedyo, rinokurumidza kwazvo, iro izwi rezuva raJehovha; mhare inochemapo zvikuru kwazvo.
Zefaniya 1:14 г судлах
3
Zefaniya 1:7
“Nyararai pamberi paIshe Jehovha, nokuti zuva raJehovha rava pedyo; vakakokwa naye wakavaita vatsvene.
Zefaniya 1:7 г судлах