1
Mako 1:35
Shona BIBLE
SUB
Mangwanani kuchine rima, akamuka akabuda, akaenda kunzvimbo murenje, akandonyengeterapo.
Харьцуулах
Mako 1:35 г судлах
2
Mako 1:15
achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.”
Mako 1:15 г судлах
3
Mako 1:10-11
Pakarepo achibuda mumvura, akaona denga richizarurwa, naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva; izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.”
Mako 1:10-11 г судлах
4
Mako 1:8
Ini ndakakubhabhatidzai nemvura, asi iye achakubhabhatidzai naMweya Mutsvene.”
Mako 1:8 г судлах
5
Mako 1:17-18
Jesu akati kwavari, “Nditeverei, kuti ndikuitei vabati vavanhu.” Vakasiya usvasvi hwavo pakarepo, vakamutevera.
Mako 1:17-18 г судлах
6
Mako 1:22
Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori.
Mako 1:22 г судлах