1
Mateu 21:22
Shona BIBLE
SUB
Nezvose zvamunokumbira muchinyengetera, kana muchitenda, muchazvipiwa.”
Харьцуулах
Mateu 21:22 г судлах
2
Mateu 21:21
Jesu akapindura, akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, dai maiva nokutenda, musinganyunyuti, hamungaiti izvi zvomuonde bedzi, asi kana mukati kugomo iri, ‘Simudzwa, ukandirwe mugungwa,’ zvichaitwa.
Mateu 21:21 г судлах
3
Mateu 21:9
Vanhu vazhinji vakanga vakamutungamirira, navakanga vachitevera, vakadanidzira, vachiti, “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi! Ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe! Hosana kumusoro–soro!”
Mateu 21:9 г судлах
4
Mateu 21:13
akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi munoiita bako ramakororo.”
Mateu 21:13 г судлах
5
Mateu 21:5
“Udzai mwanasikana weZioni, Tarira Mambo wako anouya kwauri, Ari munyoro, akatasva dhongi, Nemhuru yechipfuwo chinokweva.”
Mateu 21:5 г судлах
6
Mateu 21:42
Jesu akati kwavari, “Hamuna kutongorava here muMagwaro paye panoti: Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona; Izvozvo zvakaitwa naIshe, Zvinoshamisa pameso edu?”
Mateu 21:42 г судлах
7
Mateu 21:43
Naizvozvo ndinoti kwamuri, muchatorerwa imi ushe hwaMwari, hukapiwa vanhu vanobereka michero yahwo. [
Mateu 21:43 г судлах