1
Mateu 14:30-31
Shona BIBLE
SUB
Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya; zvino akati otanga kunyura, akadanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!” Pakarepo Jesu akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Iwe unokutenda kuduku, wakona kutenda neiko?”
Харьцуулах
Mateu 14:30-31 г судлах
2
Mateu 14:30
Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya; zvino akati otanga kunyura, akadanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!”
Mateu 14:30 г судлах
3
Mateu 14:27
Pakarepo Jesu akataura navo, akati, “Tsungai mwoyo ndini, musatya.”
Mateu 14:27 г судлах
4
Mateu 14:28-29
Zvino Petirosi akamupindura, akati, “Ishe, kana murimi, ndiraire kuti ndiuye kwamuri pamusoro pemvura.” Iye akati, “Uya!” Petirosi akaburuka muigwa, akafamba pamusoro pemvura, akaenda kuna Jesu.
Mateu 14:28-29 г судлах
5
Mateu 14:33
Ipapo vakanga vari muigwa vakamupfugamira, vachiti, “Zvirokwazvo, ndimi Mwanakomana waMwari!”
Mateu 14:33 г судлах
6
Mateu 14:16-17
Asi Jesu akati kwavari, “Havafaniri havo kuenda; imi muvape zvavangadya.” Vakati kwaari, “Hatina chinhu pano, asi zvingwa zvishanu bedzi nehove mbiri.”
Mateu 14:16-17 г судлах
7
Mateu 14:18-19
Iye akati, “Uyai nazvo kuno kwandiri.” Akaraira vanhu vazhinji kuti vagare pasi pauswa, akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, ndokutarira kudenga, akavonga, akamedura zvingwa, ndokupa vadzidzi vake, vadzidzi vakapa vanhu vazhinji.
Mateu 14:18-19 г судлах
8
Mateu 14:20
Vakadya vose, vakaguta; vakaunganidza zvimedu zvakasara, matengu ane gumi namaviri azere.
Mateu 14:20 г судлах