1
Ruka 2:11
Shona BIBLE
SUB
nokuti nhasi mazvarirwa muguta raDhavhidhi Muponesi, ndiye Kristu Ishe.
Харьцуулах
Ruka 2:11 г судлах
2
Ruka 2:10
Ipapo mutumwa akati kwavari, “Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, uchava wavanhu vose
Ruka 2:10 г судлах
3
Ruka 2:14
“Mwari ngaarumbidzwe kumusoro, Norugare ngaruve navanhu vaanofarira.”
Ruka 2:14 г судлах
4
Ruka 2:52
Jesu akaramba achienda mberi pakuchenjera, napakukura, napakufadza Mwari navanhu.
Ruka 2:52 г судлах
5
Ruka 2:12
Ichi ndicho chiratidzo kwamuri, muchandowana mwana mucheche, akaputirwa nemicheka, avete muchidyiro chezvipfuwo.”
Ruka 2:12 г судлах
6
Ruka 2:8-9
Zvino kwakanga kuna vafudzi munyika iyo, vaigara kuhuragu vachirinda mapoka avo usiku. Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru.
Ruka 2:8-9 г судлах