Библи Апп лого
БиблиТѳлѳвлѳгѳѳнүүд Бичлэгүүд
Апп-ыг аваарай
Хэл сонгогч
Хайлтын дүрс

Jona 4-ын алдартай Библийн эшлэлүүд

1

Jona 4:2

Shona BIBLE

SUB

Akanyengetera Jehovha, akati, “Aiwa, Jehovha, handizvo zvandakataura, ndichiri munyika yangu here? Saka ndakachimbidzika kutizira Tashishi; nokuti ndakanga ndichiziva kuti muri Mwari ane nyasha, ane ngoni, asingachimbidziki kutsamwa, azere nounyoro, muchizvidemba pamakafunga kuuyisa zvakaipa.

Харьцуулах

Jona 4:2 г судлах

2

Jona 4:10-11

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akati, “Iwe wakanga une tsitsi nomuti womuchindwi wausina kutamburira, kana kuumeresa, iwo, wakamera nousiku humwe, ukapararazve nousiku humwe; ko zvino ini handizaifanira kuva netsitsi neNinivha, riya guta guru, muna vanhu vanopfuura zviuru zvine zana namakumi maviri, vasingazivi kuti ruoko rwavo rworudyi kana ruoko rwavo rworuboshwe ndorupi, uye zvipfuwo zvizhinji here?”

Харьцуулах

Jona 4:10-11 г судлах

Өмнөх Бүлэг
Дараагийн Бүлэг
YouVersion

Таныг өдөр бүр Бурхантай дотно харилцаа тогтоохыг урамшуулж, уриалж байна.

Үйлчлэл

Тухай

Блог

Хэвлэл мэдээлэл

Өглөг

Хэрэгтэй холбоосууд

Тусламж

Библийн орчуулгууд

Аудио Библи

Библийн хэлүүд

Ѳнѳѳдрийн эшлэл


Монгол

©2026 YouVersion

Нууцлалын бодлогоНөхцөл
Эмзэг байдлыг тодруулах хөтөлбөр
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest