1
Hosiya 9:17
Shona BIBLE
SUB
Mwari wangu achavarasha, nokuti havana kumunzwa; vachava vadzungairi pakati pamarudzi avanhu.
Харьцуулах
Hosiya 9:17 г судлах
2
Hosiya 9:1
Regai kufara, imi Isiraeri, muchifarisisa samarudzi avanhu; nokuti makapata, muchisiya Mwari wenyu; makada mubairo wokufeva pamapuriro ose ezviyo.
Hosiya 9:1 г судлах
3
Hosiya 9:7
“Mazuva okurohwa asvika, mazuva okutsiva asvika; Isiraeri vachazviziva; muporofita ibenzi, munhu anomweya anopenga, nemhaka yokuwanda kwezvakaipa zvenyu, uye nokuti ruvengo rukuru.
Hosiya 9:7 г судлах