Библи Апп лого
БиблиТѳлѳвлѳгѳѳнүүд Бичлэгүүд
Апп-ыг аваарай
Хэл сонгогч
Хайлтын дүрс

Hagai 2-ын алдартай Библийн эшлэлүүд

1

Hagai 2:9

Shona BIBLE

SUB

Kubwinya kwokupedzisira kweimba ino kuchapfuura kwokutanga ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo; panzvimbo ino ndichapa rugare ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.”

Харьцуулах

Hagai 2:9 г судлах

2

Hagai 2:7

Shona BIBLE

SUB

ndichazunungusa ndudzi dzose; zvose zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya; ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Харьцуулах

Hagai 2:7 г судлах

3

Hagai 2:4

Shona BIBLE

SUB

Asi zvino chiva nesimba, iwe Zerubhabheri ndizvo zvinotaura Jehovha; newe Joshua mwanakomana waJehozadhaki, Mupristi Mukuru, iva nesimba; nemi vanhu vose venyika, ivai nesimba, mubate ndizvo zvinotaura Jehovha; nokuti ndinemi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Харьцуулах

Hagai 2:4 г судлах

4

Hagai 2:5

Shona BIBLE

SUB

Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda Ijipiti, mweya wangu uchigere pakati penyu; regai kutya.

Харьцуулах

Hagai 2:5 г судлах

Өмнөх Бүлэг
Дараагийн Бүлэг
YouVersion

Таныг өдөр бүр Бурхантай дотно харилцаа тогтоохыг урамшуулж, уриалж байна.

Үйлчлэл

Тухай

Блог

Хэвлэл мэдээлэл

Өглөг

Хэрэгтэй холбоосууд

Тусламж

Библийн орчуулгууд

Аудио Библи

Библийн хэлүүд

Ѳнѳѳдрийн эшлэл


Монгол

©2026 YouVersion

Нууцлалын бодлогоНөхцөл
Эмзэг байдлыг тодруулах хөтөлбөр
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest