Библи Апп лого
БиблиТѳлѳвлѳгѳѳнүүд Бичлэгүүд
Апп-ыг аваарай
Хэл сонгогч
Хайлтын дүрс

Dhanieri 7-ын алдартай Библийн эшлэлүүд

1

Dhanieri 7:14

Shona BIBLE

SUB

Akapiwa simba, nokubwinya, noushe, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vamushumire; simba rake roushe isimba risingaperi, risingazopfuuri, uye ushe hwake haungazoparadzwi.

Харьцуулах

Dhanieri 7:14 г судлах

2

Dhanieri 7:13

Shona BIBLE

SUB

“Ndikaona pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe akafanana noMwanakomana womunhu achiuya namakore okudenga, akasvika kune akakwegura pamazuva ake, vakamuswededza pamberi pake.

Харьцуулах

Dhanieri 7:13 г судлах

3

Dhanieri 7:27

Shona BIBLE

SUB

Ipapo ushe nesimba noukuru hwoushe hwose pasi pedenga rose, zvichapiwa vatsvene voWokumusoro–soro; ushe hwake ndohwokusingaperi, masimba ose achamushumira nokumuteerera.

Харьцуулах

Dhanieri 7:27 г судлах

4

Dhanieri 7:18

Shona BIBLE

SUB

Asi vatsvene voWokumusoro–soro vachapiwa ushe, ushe uchava hwavo nokusingaperi–peri.

Харьцуулах

Dhanieri 7:18 г судлах

Өмнөх Бүлэг
Дараагийн Бүлэг
YouVersion

Таныг өдөр бүр Бурхантай дотно харилцаа тогтоохыг урамшуулж, уриалж байна.

Үйлчлэл

Тухай

Блог

Хэвлэл мэдээлэл

Өглөг

Хэрэгтэй холбоосууд

Тусламж

Библийн орчуулгууд

Аудио Библи

Библийн хэлүүд

Ѳнѳѳдрийн эшлэл


Монгол

©2026 YouVersion

Нууцлалын бодлогоНөхцөл
Эмзэг байдлыг тодруулах хөтөлбөр
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest