Библи Апп лого
БиблиТѳлѳвлѳгѳѳнүүд Бичлэгүүд
Апп-ыг аваарай
Хэл сонгогч
Хайлтын дүрс

Dhanieri 4-ын алдартай Библийн эшлэлүүд

1

Dhanieri 4:34

Shona BIBLE

SUB

“Zvino mazuva iwayo akati apera, ini Nebhukadhineza ndikatarira kudenga nameso angu, simba rangu rokufunga rikadzokerazve kwandiri, ndikatenda Wokumusoro–soro, ndikamurumbidza nokumukudza iye ari mupenyu nokusingaperi; nokuti ushe hwake hauperi, nokubata kwake ushe kunosvikira kumarudzi namarudzi

Харьцуулах

Dhanieri 4:34 г судлах

2

Dhanieri 4:37

Shona BIBLE

SUB

“Zvino ini Nebhukadhineza ndinorumbidza nokuombera nokukudza Mambo wokudenga; nokuti mabasa ake ose ndeechokwadi, nzira dzake dzakarurama; iye anogona kuderedza vanofamba vachizvikudza.”

Харьцуулах

Dhanieri 4:37 г судлах

Өмнөх Бүлэг
Дараагийн Бүлэг
YouVersion

Таныг өдөр бүр Бурхантай дотно харилцаа тогтоохыг урамшуулж, уриалж байна.

Үйлчлэл

Тухай

Блог

Хэвлэл мэдээлэл

Өглөг

Хэрэгтэй холбоосууд

Тусламж

Библийн орчуулгууд

Аудио Библи

Библийн хэлүүд

Ѳнѳѳдрийн эшлэл


Монгол

©2026 YouVersion

Нууцлалын бодлогоНөхцөл
Эмзэг байдлыг тодруулах хөтөлбөр
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest