1
Amosi 4:13
Shona BIBLE
SUB
Nokuti tarirai, iye, anoumba makomo, anosika mhepo, anozivisa munhu zviri mumurangariro wake, anoshandura mangwanani rikava rima, anotsika panzvimbo dzenyika dzakakwirira, Jehovha Mwari wehondo, ndiro zita rake.
Харьцуулах
Amosi 4:13 г судлах
2
Amosi 4:12
“Saka ndichakuitirai izvi, imi Isiraeri; zvino zvandichakuitirai izvi, zvigadzirei kusangana naMwari wenyu, imi Isiraeri.”
Amosi 4:12 г судлах
3
Amosi 4:6
“Ndakakupaiwo meno akachena pamaguta enyu ose, nokushaiwa zvokudya panzvimbo dzenyu dzose; kunyangwe zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Amosi 4:6 г судлах