1
Genesisi 44:34
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ndingadzokera sei kuna baba vangu kana mukomana ndisinaye? Kwete! Musandirega ndichiona njodzi ichiuya pamusoro pababa vangu.”
Спореди
Истражи Genesisi 44:34
2
Genesisi 44:1
Zvino Josefa akarayira mutariri weimba yake achiti, “Zadza masaga avarume ava nezvokudya zvakawanda zvavanokwanisa kutakura, uye uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wesaga.
Истражи Genesisi 44:1