1
Genesisi 40:8
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”
Спореди
Истражи Genesisi 40:8
2
Genesisi 40:23
Kunyange zvakadaro hazvo, mudiri mukuru haana kurangarira Josefa; akamukanganwa.
Истражи Genesisi 40:23