1
Mavambo 35:11-12
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Mwari akamutizve, “Ndini iye Aripagomo. Bereka vana, muwande. Mumhuri yako muchabuda ndudzi dzavanhu muchabudawo madzimambo. Nyika yandakanga ndapa Abhurahamu naIsaki ndinokupa iwe, ndinopawo nyika iyoyo kuzvizvarwa zvako zvichauya.”
Спореди
Истражи Mavambo 35:11-12
2
Mavambo 35:3
Tichaenda kuBhetieri kundogadzira atari yokunamatira Mwari akandinzwa akandibatsira pandaitambudzika. Aiva neni kwose kwandaienda.”
Истражи Mavambo 35:3
3
Mavambo 35:10
Mwari akati kwaari, “Handiti zita rako ndiJakobho, kubvira zvino hauchanzi Jakobho, wava kunzi Isiraeri.” Naizvozvo akatumidzwa zita rokuti Isiraeri.
Истражи Mavambo 35:10
4
Mavambo 35:2
Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu.
Истражи Mavambo 35:2
5
Mavambo 35:1
Mwari akataurira Jakobho kuti, “Chisimuka uende kuBhetieri ugareko, undigadzirire atari ikoko ini Mwari nyakuzviratidza kwauri panguva yawakatiza mukoma wako Esau.”
Истражи Mavambo 35:1
6
Mavambo 35:18
Rakeri akataura achitandadza kuti zita romwana rinonzi Bhenoni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.
Истражи Mavambo 35:18