VaRoma 11:5-6

VaRoma 11:5-6 SUB

Zvino, saizvozvo nenguva inowo variko vakasara, vakatsanangurwa nenyasha. Zvino kana kutsanangura kuri kwenyasha, hakusati kuchiri kwamabasa; kana zvisakadaro, nyasha hadzichiri nyasha.