VaRoma 10:11-13
VaRoma 10:11-13 SUB
Nokuti Rugwaro runoti, “Ani naani anotenda kwaari, haanganyadziswi.” Nokuti muJudha nomuGiriki havasiyani; nokuti mumwe ndiye Ishe wavose, akapfuma kuna vose vanodana kwaari; nokuti aninaani anodana kuzita raIshe, achaponeswa.


