VaEfeso 3:20-21
VaEfeso 3:20-21 SUB
Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, ngaave nokubwinya musangano muna Kristu Jesu, kusvikira kumarudzi ose nokusingaperi–peri, Ameni.





