Mabasa aVapostori 28:26-27

Mabasa aVapostori 28:26-27 SUB

achiti, ‘Enda kuvanhu ava uti, Nokunzwa muchanzwa, musingatongonzwisisi; Nokuona, muchaona, musingaonesesi. Nokuti mwoyo yavanhu ava yava mikukutu, Nzeve dzavo hadzinzwi zvakanaka, Vakatsinzina meso avo; Kuti varege kutongoona nameso avo, Nokunzwa nenzeve dzavo, Nokunzwisisa nemwoyo yavo, Vatendeuke, Ndivaporese.’ ”