Mabasa aVapostori 26:17-18

Mabasa aVapostori 26:17-18 SUB

ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari; kuti usvinudze meso avo, vabve murima, vaende kuchiedza, nokubva pasimba raSatani, vaende kuna Mwari, kuti vagamuchire ruregerero rwezvivi zvavo, nenhaka pakati pavakaitwa vatsvene, nokutenda kwandiri.’