Mabasa aVapostori 14:9-10
Mabasa aVapostori 14:9-10 SUB
Iye akanzwa Pauro achitaura; zvino iye akati achimutarisisa, akaona kuti anokutenda kuti angaporeswa, akati nezwi guru, “Mira kwazvo netsoka dzako.” Iye akavazuka, akafamba.