Mabasa aVapostori 11:26
Mabasa aVapostori 11:26 SUB
Zvino akati amuwana, akauya naye Andiyoku. Ipapo vakaungana nechechi gore rose, vakadzidzisa vanhu vazhinji zhinji; paAndiyoku vadzidzi vakatanga kunzi VaKristu.