2 VaTesaronika 2:9-10

2 VaTesaronika 2:9-10 SUB

kuuya kwake iye kwakaita sebasa raSatani nesimba rose, nezviratidzo, nezvinoshamisa zvenhema, nokunyengera kwose kwokusarurama kuna vanorasika; nokuti havana kugamuchira rudo rwezvokwadi, kuti vaponeswe.