2 VaKorinde 12:6-7

2 VaKorinde 12:6-7 SUB

Nokuti kana ndichida kuzvirumbidza, handingavi benzi; nokuti ndichareva zvamazvokwadi; asi ndinorega hangu, kuti kurege kuva nomunhu, angati ndiri mukuru kune zvaakaona kana zvaakanzwa kwandiri; zvino, kuti ini ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kwoukuru kwazvo hwezvakandizarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, nhume yaSatani, andirove, kuti ndirege kunyanya kuzvikudza.