1 VaTesaronika 5:16-18

1 VaTesaronika 5:16-18 SUB

Farai nguva dzose. Rambai muchinyengetera. Vongai pazvinhu zvose; nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su 1 VaTesaronika 5:16-18