„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš Tito 3

1

Tito 3:4-7

Shona BIBLE

SUB

Asi unyoro hwaMwari, Muponesi wedu, norudo rwake kuvanhu, zvakati zvaonekwa, akatiponesa, asingazviiti nokuda kwamabasa akarurama, atakanga taita isu, asi nokuda kwenyasha dzake, nenzira yokushambidzwa kwokuberekwa kutsva nokuvandudzwa naMweya Mutsvene, waakadurura achiwanza pamusoro pedu, naJesu Kristu Muponesi wedu, kuti isu, taruramiswa nenyasha dzake, tiitwe vadyi venhaka nokuda kwetariro youpenyu husingaperi.

Palyginti

Naršyti Tito 3:4-7

2

Tito 3:1-2

Shona BIBLE

SUB

Uvayeuchidze kuti vazviise pasi pavabati navane simba, kuti vateerere, kuti vave vanhu vakazvigadzira kubata mabasa ose akanaka, varege kurevera mumwe zvakaipa, vaitire vanhu vose unyoro hwose.

Palyginti

Naršyti Tito 3:1-2

3

Tito 3:9

Shona BIBLE

SUB

asi unzvenge mibvunzo youpenzi, namazita amadziteteguru, negakava, nokukakavara pamusoro pomurairo, nokuti hazvina maturo, hazvine basa.

Palyginti

Naršyti Tito 3:9

4

Tito 3:10

Shona BIBLE

SUB

Munhu anodzidzisa zvakatsauka, kana arayirwa kamwe norwechipiri, umurambe

Palyginti

Naršyti Tito 3:10

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“