1
VaRoma 5:8
Shona BIBLE
SUB
Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti Kristu akatifira, tichiri vatadzi.
Palyginti
Naršyti VaRoma 5:8
2
VaRoma 5:5
tariro hainyadzisi; nokuti rudo rwaMwari rwakadirwa mumwoyo yedu noMweya Mutsvene watakapiwa.
Naršyti VaRoma 5:5
3
VaRoma 5:3-4
Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumatambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro
Naršyti VaRoma 5:3-4
4
VaRoma 5:1-2
Naizvozvo zvatinoruramiswa nokutenda ngative norugare kuna Mwari naIshe wedu, Jesu Kristu; watakawana naye mapindiro nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ngatifare netariro yokuona kubwinya kwaMwari.
Naršyti VaRoma 5:1-2
5
VaRoma 5:6
Nokuti tichiri pakushayiwa simba, Kristu panguva yakafanira akafira vasingadi Mwari.
Naršyti VaRoma 5:6
6
VaRoma 5:9
Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa.
Naršyti VaRoma 5:9
7
VaRoma 5:19
Nokuti vazhinji sezvavakaitwa vatadzi nokusateerera kwomumwe, saizvozvo vazhinji vachaitwa vakarurama nokuteerera kwomumwe.
Naršyti VaRoma 5:19
8
VaRoma 5:11
zvisati zviri izvo bedzi, asi tinofara zvikuruwo muna Mwari naIshe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye iko kuyananiswa.
Naršyti VaRoma 5:11