1
VaRoma 13:14
Shona BIBLE
SUB
Asi pfekai Ishe Jesu Kristu, musatsvaka kufadza nyama pakuchiva kwayo.
Palyginti
Naršyti VaRoma 13:14
2
VaRoma 13:8
Musava nechikwereti nomunhu, asi chokudana; nokuti anoda mumwe, azadzisa murairo.
Naršyti VaRoma 13:8
3
VaRoma 13:1
Munhu mumwe nomumwe ngaazviise pasi pamasimba makuru; nokuti hakuna simba risina kubva kuna Mwari; iwo aripo akaiswapo naMwari.
Naršyti VaRoma 13:1
4
VaRoma 13:12
Usiku hwapfuura, kwoedza; naizvozvo ngatirashe mabasa erima, ngatishonge nhumbi dzokurwa dzechiedza.
Naršyti VaRoma 13:12
5
VaRoma 13:10
Rudo haruitiri wokwako zvakaipa; naizvozvo rudo runozadzisa murairo.
Naršyti VaRoma 13:10
6
VaRoma 13:7
Ripirai vose zvavanofanira kuripirwa, Mutero kuna vanofanira kutererwa; kutya kuna vanofanira kutyiwa; kukudza kuna vanofanira kukudzwa.
Naršyti VaRoma 13:7