„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš Johani 13

1

Johani 13:34-35

Shona BIBLE

SUB

“Ndinokupai murairo mutsva, wokuti mudane; sezvandakakudai imi, nemi mudanewo saizvozvo. Vose vachaziva naizvozvi kuti muri vadzidzi vangu, kana muno rudo pakati penyu.”

Palyginti

Naršyti Johani 13:34-35

2

Johani 13:14-15

Shona BIBLE

SUB

Zvino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. “Ndakakuratidzai makwara kuti muite imi sezvandakakuitirai ini.

Palyginti

Naršyti Johani 13:14-15

3

Johani 13:7

Shona BIBLE

SUB

Jesu akapindura, akati kwaari, “Chandinoita hauchizivi zvino; asi uchazvinzwisisa pashure.”

Palyginti

Naršyti Johani 13:7

4

Johani 13:16

Shona BIBLE

SUB

Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, Muranda haasi mukuru kuna ishe wake, uye wakatumwa mukuru kune akamutuma.

Palyginti

Naršyti Johani 13:16

5

Johani 13:17

Shona BIBLE

SUB

Kana muchizviziva izvi, makaropafadzwa kana muchizviita.

Palyginti

Naršyti Johani 13:17

6

Johani 13:4-5

Shona BIBLE

SUB

akasimuka pakurayira, akabvisa nguo dzake, akatora mucheka, akazvisunga chiuno. Zvino akadira mvura mumudziyo, akatanga kushambidza tsoka dzavadzidzi vake, akadzipukuta nomucheka, waakanga akazvisunga nawo.

Palyginti

Naršyti Johani 13:4-5

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su Johani 13

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“