1
VaHebheru 8:12
Shona BIBLE
SUB
Nokuti ndichava nengoni nokusarurama kwavo, Nezvivi zvavo handichazozvirangariri.”
Palyginti
Naršyti VaHebheru 8:12
2
VaHebheru 8:10
Nokuti ndiyo sungano yandichaita nemhuri yaIsiraeri Kana mazuva iwayo apfuura, ndizvo zvinotaura Ishe; Ndichaisa mirairo yangu pakufunga kwavo, Napamwoyo yavo ndichainyora, Ndichava Mwari wavo, Ivo vachava vanhu vangu
Naršyti VaHebheru 8:10
3
VaHebheru 8:11
Mumwe nomumwe haangazodzidzisi wokwake, Kana mumwe nomumwe hama yake, ichiti, ‘Ziva Ishe;’ Nokuti vose vachandiziva, Kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.
Naršyti VaHebheru 8:11
4
VaHebheru 8:8
Nokuti anovapa mhosva, achiti, “Tarirai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Ishe, Andichaita nawo sungano itsva neimba yaIsiraeri, uye neimba yaJudha
Naršyti VaHebheru 8:8
5
VaHebheru 8:1
Zvino, shoko guru pana izvozvo zvatataura, ndiro kuti: Tino Mupristi Mukuru akadai akagara kurudyi rwechigaro choushe choUmambo kudenga
Naršyti VaHebheru 8:1