„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš VaGaratia 6

1

VaGaratia 6:9

Shona BIBLE

SUB

Zvino ngatirege kuneta pakuita zvakanaka; nokuti tinozocheka nenguva yakafanira, kana tisingaori mwoyo.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:9

2

VaGaratia 6:10

Shona BIBLE

SUB

Zvino zvatine nguva, ngatiitire vose zvakanaka, zvikuru kuna veimba yokutenda.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:10

3

VaGaratia 6:2

Shona BIBLE

SUB

Takuriranai mitoro yenyu, mugozadzisa murairo waKristu saizvozvo.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:2

4

VaGaratia 6:7

Shona BIBLE

SUB

Musanyengerwa; Mwari haasekwi; nokuti izvo zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaanochekazve.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:7

5

VaGaratia 6:8

Shona BIBLE

SUB

Nokuti anodyarira nyama yake, achacheka kuora, kunobva panyama; asi anodyarira Mweya, achacheka upenyu husingaperi, hunobva kuMweya.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:8

6

VaGaratia 6:1

Shona BIBLE

SUB

Hama dzangu, kunyangwe munhu akabatwa panokumwe kudarika, imi voMweya mudzose wakadai nomwoyo wounyoro; uchizvichenjerera iwe, kuti urege kuedzwawo.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:1

7

VaGaratia 6:3-5

Shona BIBLE

SUB

Nokuti kana munhu achiti, ndiri chinhu, asati ari chinhu, anozvinyengera iye. Zvino munhu mumwe nomumwe ngaaedze basa rake amene, ipapo angazvirumbidza pamusoro pake iye amene oga, asingazviiti pamusoro pomumwe. Nokuti munhu mumwe nomumwe achafanira kutakura mutoro wake.

Palyginti

Naršyti VaGaratia 6:3-5

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“