1
VaGaratia 4:6-7
Shona BIBLE
SUB
Zvino zvamuri vanakomana, Mwari akatuma Mweya woMwanakomana wake mumwoyo medu unodana, achiti, “Abha, Baba!” Saka iwe hauchiri muranda, asi mwanakomana, kana wava mwanakomana, wava mudyi wenhaka naMwari.
Palyginti
Naršyti VaGaratia 4:6-7
2
VaGaratia 4:4-5
zvino nguva yakati yazara kwazvo, Mwari akatuma Mwanakomana wake, akaberekwa nomukadzi, akaberekwa pasi pomurairo, kuti adzikinure vari pasi pomurairo, kuti tipiwe umwana hwedu.
Naršyti VaGaratia 4:4-5
3
VaGaratia 4:9
asi zvino, zvamunoziva Mwari, zvikuru zvamunozikanwa naMwari, modzokerazve seiko kune zvokuvamba zvisina simba, zvourombo, muchidazve kutanga kuva varanda vazvo?
Naršyti VaGaratia 4:9