1
VaEfeso 2:10
Shona BIBLE
SUB
Nokuti tiri basa rake, takasikwa kuti muna Kristu Jesu tiite mabasa akanaka, akagadzirwa kare naMwari kuti tifambe maari.
Palyginti
Naršyti VaEfeso 2:10
2
VaEfeso 2:8-9
nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari; hazvibvi pamabasa, kuti kurege kuva nomunhu anozvikudza.
Naršyti VaEfeso 2:8-9
3
VaEfeso 2:4-5
Zvino Mwari ane nyasha zhinji zhinji, nokuda kworudo rwake rukuru, rwaakatida narwo, kunyangwe takanga takafa mukudarika kwedu, akatiraramisa pamwechete naKristu makaponeswa nenyasha
Naršyti VaEfeso 2:4-5
4
VaEfeso 2:6
akatimutsa pamwechete naye, akatigarisa kudenga pamwechete naye muna Kristu Jesu
Naršyti VaEfeso 2:6
5
VaEfeso 2:19-20
Naizvozvo, hamuzati muchiri vaeni navatorwa, asi matova pamwechete navatsvene, neveimba yaMwari. Makavakwa pamusoro penheyo dzavapostori navaporofita, Kristu Jesu amene ari ibwe rapakona.
Naršyti VaEfeso 2:19-20