1
Mabasa aVapostori 24:16
Shona BIBLE
SUB
“Pachinhu ichi ndinoedza zvikuru kuti misi yose ndive nehana isina mhosva kuna Mwari nokuvanhu.
Palyginti
Naršyti Mabasa aVapostori 24:16
2
Mabasa aVapostori 24:25
Zvino akati achitaura zvokururama, nokuzvidzora, nokutonga kunouya, Ferikisi akatya zvikuru, akapindura, akati, “Enda hako zvino; kana ndikazova nenguva yakanaka, ndichakudana.”
Naršyti Mabasa aVapostori 24:25