1
Mabasa aVapostori 22:16
Shona BIBLE
SUB
Zvino uchanonokereiko? Simuka, ubhabhatidzwe, usukwe zvivi zvako, udane zita rake.’
Palyginti
Naršyti Mabasa aVapostori 22:16
2
Mabasa aVapostori 22:14
Iye akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akakutsanangura, kuti uzive kuda kwake, nokumuona iye wakarurama, nokunzwa izwi, rinobva mumuromo make.
Naršyti Mabasa aVapostori 22:14
3
Mabasa aVapostori 22:15
Nokuti iwe uchava chapupu chake kuvanhu vose chezvawakaona nezvawakanzwa.
Naršyti Mabasa aVapostori 22:15