„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš Mabasa aVapostori 16

1

Mabasa aVapostori 16:31

Shona BIBLE

SUB

Vakati, “Tenda kuna Ishe Jesu, ugoponeswa, iwe nemhuri yako.”

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 16:31

2

Mabasa aVapostori 16:25-26

Shona BIBLE

SUB

Zvino panenge pakati pousiku, Pauro naSirasi vakanga vachinyengetera nokuimbira Mwari nziyo; vakanga vakasungwa vakavateerera. Pakarepo kudengenyeka kwenyika kukuru kukavapo, naizvozvo nheyo dzeimba dzikazununguswa; pakarepo misuwo yose yeimba ikazarurwa, nemisungo yavose ikasununguka.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 16:25-26

3

Mabasa aVapostori 16:30

Shona BIBLE

SUB

akavabudisira kunze, akati, “Vatenzi, ndinofanira kuitei kuti ndiponeswe?”

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 16:30

4

Mabasa aVapostori 16:27-28

Shona BIBLE

SUB

Ipapo murindi wetorongo akapepuka, ndokuona mikova yetorongo yakazaruka, akavhomora munondo wake, akada kuzviuraya, achiti vasungwa vatiza. Ipapo Pauro akadanidzira nezwi guru, akati, “Usazvikuvadza, nokuti tiri muno tose.”

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 16:27-28

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su Mabasa aVapostori 16

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“