1
Mabasa aVapostori 13:2-3
Shona BIBLE
SUB
Vakati vachishumira Ishe, nokuzvinyima zvokudya, Mweya Mutsvene akati, “Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kubata basa randakavadanira.” Ipapo vakazvinyima zvokudya, vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo, ndokuvaendesa.
Palyginti
Naršyti Mabasa aVapostori 13:2-3
2
Mabasa aVapostori 13:39
Nouyu, mumwe nomumwe anotenda, anoruramiswa pazvose, zvamakanga musingagoni kururamiswa pazviri nomurairo waMosesi.
Naršyti Mabasa aVapostori 13:39
3
Mabasa aVapostori 13:47
Nokuti Ishe wakatirayira saizvozvo, achiti, ‘Ndakakuisa kuti uve chiedza chavahedheni, Kuti uve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’ ”
Naršyti Mabasa aVapostori 13:47