1
Mabasa aVapostori 10:34-35
Shona BIBLE
SUB
Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu, asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye.
Palyginti
Naršyti Mabasa aVapostori 10:34-35
2
Mabasa aVapostori 10:43
“Vaporofita vose vanomupupurira kuti nezita rake mumwe nomumwe anotenda kwaari achapiwa ruregerero rwezvivi.”
Naršyti Mabasa aVapostori 10:43