1
2 VaTesaronika 3:3
Shona BIBLE
SUB
Asi Ishe ndiye akatendeka, achakusimbisai, nokukuchengetai kune wakaipa.
Palyginti
Naršyti 2 VaTesaronika 3:3
2
2 VaTesaronika 3:5
Ishe ngaaruramise mwoyo yenyu murudo rwaMwari, nomukutsungirira kwaKristu.
Naršyti 2 VaTesaronika 3:5
3
2 VaTesaronika 3:6
Zvino, hama dzangu, tinokurairai nezita raIshe wedu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imwe neimwe isingafambi netsika dzakafanira, isingateereri mirairo yamakapiwa nesu
Naršyti 2 VaTesaronika 3:6
4
2 VaTesaronika 3:2
uye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda.
Naršyti 2 VaTesaronika 3:2