1
2 VaTesaronika 1:11
Shona BIBLE
SUB
Naizvozvo tinokunyengetereraiwo nguva dzose, kuti Mwari wedu ati, makafanirwa nokudanwa kwenyu, akwanise nesimba rake kuda kwenyu kwose kuita zvakanaka namabasa ose okutenda
Palyginti
Naršyti 2 VaTesaronika 1:11
2
2 VaTesaronika 1:6-7
zvakarurama kuna Mwari, kuti atsive nokutambudzika ivavo vanokutambudzai; nemi munotambudzwa, kuti mupiwe kuzorora pamwechete nesu pakuonekwa kwaIshe Jesu, kana achibva kudenga navatumwa vesimba rake
Naršyti 2 VaTesaronika 1:6-7