„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš 2 VaKorinde 4

1

2 VaKorinde 4:18

Shona BIBLE

SUB

tisingatariri zvinoonekwa, asi zvisingaonekwi; nokuti zvinoonekwa zvinopfuura, asi zvisingaonekwi ndezvokusingaperi.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 4:18

2

2 VaKorinde 4:16-17

Shona BIBLE

SUB

Saka hatineti, asi kunyangwe munhu wedu wokunze uchipera hawo, munhu womukati unovandudzwa zuva rimwe nerimwe. Nokuti kutambudzika kwedu, kwakareruka, kuripo chinguva chiduku, kunotiitira kubwinya kukuru kwakaisvonaka kusingaperi

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 4:16-17

3

2 VaKorinde 4:8-9

Shona BIBLE

SUB

Tinotambudzika pamativi ose, asi hatimanikidzwi; tinokanganiswa, asi hatina kurasa mwoyo; tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 4:8-9

4

2 VaKorinde 4:7

Shona BIBLE

SUB

Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu, kuti ukuru hwesimba huve hwaMwari, hurege kuva hwedu.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 4:7

5

2 VaKorinde 4:4

Shona BIBLE

SUB

kuna vasingatendi vakapofumadzirwa ndangariro namwari wenyika ino, kuti varege kuvhenekerwa nechiedza cheVhangeri yokubwinya kwaKristu, uri mufananidzo waMwari.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 4:4

6

2 VaKorinde 4:6

Shona BIBLE

SUB

Nokuti Mwari, akareva kuti, “Chiedza chibude parima,” ndiye akavhenekera mumwoyo yedu, kuti atipe chiedza chokuziva kubwinya kwaMwari kunoonekwa pachiso chaJesu Kristu.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 4:6

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“