1
2 VaKorinde 10:5
Shona BIBLE
SUB
isu tinoti tichiputsa njere, nezvakakwirira zvose zvinomutswa kuzorwa nokuziva Mwari, tinopa mifungo yose kuti iteerere Kristu
Palyginti
Naršyti 2 VaKorinde 10:5
2
2 VaKorinde 10:4
nokuti nhumbi dzedu dzokurwa nadzo hadzizi dzenyama, asi dzine simba pamberi paMwari rokuputsa nhare
Naršyti 2 VaKorinde 10:4
3
2 VaKorinde 10:3
Nokuti, kunyangwe tichifamba nenzira yenyama, hatirwi nemitoo yenyama
Naršyti 2 VaKorinde 10:3
4
2 VaKorinde 10:18
Nokuti akatendeka haazi iye anozvirumbidza, asi ndiye anorumbidzwa naIshe.
Naršyti 2 VaKorinde 10:18