„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš 2 VaKorinde 1

1

2 VaKorinde 1:3-4

Shona BIBLE

SUB

Mwari ngaavongwe, ivo Baba vaIshe wedu Jesu Kristu, Baba vengoni, Mwari wokunyaradza kwose; iye anotinyaradza pakutambudzika kwedu kwose, kuti isu tive nesimba rokunyaradza vari mukutambudzika kupi nokupi, nokunyaradzwa kwatinonyaradzwa nako naMwari.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 1:3-4

2

2 VaKorinde 1:5

Shona BIBLE

SUB

Nokuti matambudziko aKristu sezvaakava mazhinji kwatiri, saizvozvowo kunyaradzwa kwedu kwakava kuzhinji naKristu.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 1:5

3

2 VaKorinde 1:9

Shona BIBLE

SUB

asi pamwoyo pedu isu takanga tatozvitongera rufu, kuti tirege kuvimba nesimba redu, asi naMwari anomutsa vakafa

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 1:9

4

2 VaKorinde 1:21-22

Shona BIBLE

SUB

Zvino, uyo anotisimbisa muna Kristu pamwechete nemi, nokutizodza, ndiMwari; uyo akatiisirawo chisimbiso, akatipa rubatso rwoMweya mumwoyo medu.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 1:21-22

5

2 VaKorinde 1:6

Shona BIBLE

SUB

Zvino kana tichitambudzika hedu isu, zvinoitwa nokuda kwokunyaradzwa nokuponeswa kwenyu; kana tichinyaradzwa isu, zvinoitwa nokuda kwokunyaradzwa kwenyu, kunokusimbisai kutsungirira pamatambudziko iwayo atinotambudzikawo nawo.

Palyginti

Naršyti 2 VaKorinde 1:6

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su 2 VaKorinde 1

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“