„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš 1 VaTesaronika 4

1

1 VaTesaronika 4:17

Shona BIBLE

SUB

zvino isu vapenyu, vakasara, tichatorwa pamwechete navo mumakore, kuti tichingamidze Ishe mudenga; naizvozvo tichava naIshe nguva dzose.

Palyginti

Naršyti 1 VaTesaronika 4:17

2

1 VaTesaronika 4:16

Shona BIBLE

SUB

Nokuti Ishe amene achaburuka kudenga nokudanidzira, nezwi romutumwa mukuru, nehwamanda yaMwari; vakafa muna Kristu vachatanga kumuka

Palyginti

Naršyti 1 VaTesaronika 4:16

3

1 VaTesaronika 4:3-4

Shona BIBLE

SUB

Nokuti kuda kwaMwari ndihwo utsvene hwenyu, murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu azive kuzviwanira mudziyo wake noutsvene nokukudzwa

Palyginti

Naršyti 1 VaTesaronika 4:3-4

4

1 VaTesaronika 4:14

Shona BIBLE

SUB

Nokuti kana tichitenda kuti Jesu akafa, akamukazve, saizvozvowo avo vakavata muna Jesu, Mwari achavauyisa pamwechete naye.

Palyginti

Naršyti 1 VaTesaronika 4:14

5

1 VaTesaronika 4:11

Shona BIBLE

SUB

shingairirai kuva norugare, mumwe nomumwe abate zvake, muchibata basa namaoko enyu, sezvatakakurairai

Palyginti

Naršyti 1 VaTesaronika 4:11

6

1 VaTesaronika 4:7

Shona BIBLE

SUB

Nokuti Mwari haana kutidanira tsvina, asi utsvene.

Palyginti

Naršyti 1 VaTesaronika 4:7

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su 1 VaTesaronika 4

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“